قَالَ ٱخۡرُجۡ مِنۡهَا مَذۡءُومٗا مَّدۡحُورٗاۖ لَّمَن تَبِعَكَ مِنۡهُمۡ لَأَمۡلَأَنَّ جَهَنَّمَ مِنكُمۡ أَجۡمَعِينَ
(Allah) Vakati (kuna Iblees): “Buda mariri (Paradhiso) uchidzikisirwa nekudzingwa. Kune uyo kubva mavari (vanhu) achakutevedzera, zvomene ndichazadza Gehena nemi mose.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students