Surah Al-Araf Verse 185 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafأَوَلَمۡ يَنظُرُواْ فِي مَلَكُوتِ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ وَمَا خَلَقَ ٱللَّهُ مِن شَيۡءٖ وَأَنۡ عَسَىٰٓ أَن يَكُونَ قَدِ ٱقۡتَرَبَ أَجَلُهُمۡۖ فَبِأَيِّ حَدِيثِۭ بَعۡدَهُۥ يُؤۡمِنُونَ
Havatarisi here muhumambo hwekudenga nepanyika uye zvinhu zvese Allah zvavakasika; uye pamwe zvingava kuti kuguma kwehupenyu hwavo kwava pedyo. Saka ndeapi mashoko avachatenda mushure meaya