Surah Al-Araf Verse 20 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafفَوَسۡوَسَ لَهُمَا ٱلشَّيۡطَٰنُ لِيُبۡدِيَ لَهُمَا مَا وُۥرِيَ عَنۡهُمَا مِن سَوۡءَٰتِهِمَا وَقَالَ مَا نَهَىٰكُمَا رَبُّكُمَا عَنۡ هَٰذِهِ ٱلشَّجَرَةِ إِلَّآ أَن تَكُونَا مَلَكَيۡنِ أَوۡ تَكُونَا مِنَ ٱلۡخَٰلِدِينَ
Iblees (Satani) akabva azevezera mavari kuti avabuditsire pachena zvakavanzwa kwavari kubva kunhengo dzavo dzakavandika; (Satani) akati: “Tenzi venyu havana kukurambidzai muti uyu kusara kwekuti munozoita ngirozi kana kuti hamuzofi zvachose.”