وَإِمَّا يَنزَغَنَّكَ مِنَ ٱلشَّيۡطَٰنِ نَزۡغٞ فَٱسۡتَعِذۡ بِٱللَّهِۚ إِنَّهُۥ سَمِيعٌ عَلِيمٌ
Uye kana kuzevezera kwakashata kwauya kwauri kubva kuna Dhiyabhorosi, tsvaga chengetedzo kubva kuna Allah. Zvirokwazvo, ndivo vanonzwa zvese, vanoziva zvose
Author: Abdullah J. M. Adini And Students