Surah Al-Araf Verse 203 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَإِذَا لَمۡ تَأۡتِهِم بِـَٔايَةٖ قَالُواْ لَوۡلَا ٱجۡتَبَيۡتَهَاۚ قُلۡ إِنَّمَآ أَتَّبِعُ مَا يُوحَىٰٓ إِلَيَّ مِن رَّبِّيۚ هَٰذَا بَصَآئِرُ مِن رَّبِّكُمۡ وَهُدٗى وَرَحۡمَةٞ لِّقَوۡمٖ يُؤۡمِنُونَ
Uye ukasavaunzira chishamiso vanoti: “Sei usina kutiunzira chishamiso?” Iti: “Zvirokwazvo, ndinongotevera chete izvo zvakadzikiswa kwandiri kubva kunaTenzi vangu. Iri (Qur’aan) ndihwo humboo kubva kuna Tenzi venyu, nekutungamirwa uye tsitsi kuvanhu vanotenda.”