Surah Al-Araf Verse 26 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafيَٰبَنِيٓ ءَادَمَ قَدۡ أَنزَلۡنَا عَلَيۡكُمۡ لِبَاسٗا يُوَٰرِي سَوۡءَٰتِكُمۡ وَرِيشٗاۖ وَلِبَاسُ ٱلتَّقۡوَىٰ ذَٰلِكَ خَيۡرٞۚ ذَٰلِكَ مِنۡ ءَايَٰتِ ٱللَّهِ لَعَلَّهُمۡ يَذَّكَّرُونَ
Imi vana vaAdam! Takava tinodzikisa mbatya kwamuri kuti muve munovanza nhengo dzenyu uye seshongedzo, uye mbatya dzine huremu (kutya Allah), idzo ndidzo dzakanaka. Izvi zviratidzo zvaAllah kuti vangangorangarira (vosiya mabasa akaipa uye votevedzera chokwadi)