Surah Al-Araf Verse 29 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقُلۡ أَمَرَ رَبِّي بِٱلۡقِسۡطِۖ وَأَقِيمُواْ وُجُوهَكُمۡ عِندَ كُلِّ مَسۡجِدٖ وَٱدۡعُوهُ مُخۡلِصِينَ لَهُ ٱلدِّينَۚ كَمَا بَدَأَكُمۡ تَعُودُونَ
Iti (Muhammad (SAW)): “Tenzi vangu vakava vanokomekedza ruenzaniso uye (vakati) munofanira kutarisa ivo chete munzvimbo yose yekunamatira muminamato, uye mova munovakumbira (Allah) muchiita chitendero chavo chete. Sekukusikai kwavakaita pakutanga, muchava munodzoka kuupenyu (Pazuva Rekutongwa).”