Surah Al-Araf Verse 32 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقُلۡ مَنۡ حَرَّمَ زِينَةَ ٱللَّهِ ٱلَّتِيٓ أَخۡرَجَ لِعِبَادِهِۦ وَٱلطَّيِّبَٰتِ مِنَ ٱلرِّزۡقِۚ قُلۡ هِيَ لِلَّذِينَ ءَامَنُواْ فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا خَالِصَةٗ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۗ كَذَٰلِكَ نُفَصِّلُ ٱلۡأٓيَٰتِ لِقَوۡمٖ يَعۡلَمُونَ
Iti (Muhammad (SAW)): “Ndiani akarambidza kuzvishongedza nembatya dzakapihwa naAllah, dzavakagadzirira varanda vavo, uye zvakachena kubva kuchikafu?” Iti: “Ndezve avo vanotenda muupenyu hwepano pasi, uye zvichange zviri zvavo chete (vanotenda) pazuva rokumutswa.” Saizvozvo tinotsanangura maAyaat (mitemo yeIslaam) zvizere kune avo vane ruzivo