ٱلَّذِينَ يَصُدُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ وَيَبۡغُونَهَا عِوَجٗا وَهُم بِٱلۡأٓخِرَةِ كَٰفِرُونَ
Avo vaidzivirira (vanhu) kubva munzira yaAllah, uye vachitsvaga nzira dzokuiipisa, uye vakanga vasingatendi muhupenyu hunotevera
Author: Abdullah J. M. Adini And Students