Surah Al-Araf Verse 59 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafلَقَدۡ أَرۡسَلۡنَا نُوحًا إِلَىٰ قَوۡمِهِۦ فَقَالَ يَٰقَوۡمِ ٱعۡبُدُواْ ٱللَّهَ مَا لَكُم مِّنۡ إِلَٰهٍ غَيۡرُهُۥٓ إِنِّيٓ أَخَافُ عَلَيۡكُمۡ عَذَابَ يَوۡمٍ عَظِيمٖ
Zvirokwazvo, takava tinotumira Nowa kuvanhu vake, uye akati: “Imi vanhu vangu! Namatai Allah! Hamuna mumwe mwari kunze kwavo. Zvechokwadi ndinokutyirai mutongo wezuva guru (Qiyaamah)!”