Surah Al-Araf Verse 63 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafأَوَعَجِبۡتُمۡ أَن جَآءَكُمۡ ذِكۡرٞ مِّن رَّبِّكُمۡ عَلَىٰ رَجُلٖ مِّنكُمۡ لِيُنذِرَكُمۡ وَلِتَتَّقُواْ وَلَعَلَّكُمۡ تُرۡحَمُونَ
“Munoshamiswa here kuti kwauya yeuchidzo kubva kuna Tenzi venyu kuburikidza nemurume pakati penyu, kuti akuyambirei kuti mungave munotya Allah, uye kuti zvimwe mungagamuchire nyasha dzavo?”