قَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦٓ إِنَّا لَنَرَىٰكَ فِي سَفَاهَةٖ وَإِنَّا لَنَظُنُّكَ مِنَ ٱلۡكَٰذِبِينَ
Vatungamiriri veavo vaisatenda kubva kuvanhu vake vakati: “Zvirokwazvo, tinokuona uri muurema (ubenzi), uye zvirokwazvo, tinofunga kuti uri mumwe wevanyepi.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students