Surah Al-Araf Verse 75 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ ٱسۡتَكۡبَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ لِلَّذِينَ ٱسۡتُضۡعِفُواْ لِمَنۡ ءَامَنَ مِنۡهُمۡ أَتَعۡلَمُونَ أَنَّ صَٰلِحٗا مُّرۡسَلٞ مِّن رَّبِّهِۦۚ قَالُوٓاْ إِنَّا بِمَآ أُرۡسِلَ بِهِۦ مُؤۡمِنُونَ
Vatungamiriri veavo vakanga vachizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati kune avo vainge vasina simba, kune avo vaitenda: “Munozviziva here kuti Swaalih ave anotumwa naTenzi vake?” Vakati: “Zvirokwazvo, tinotenda muneizvo zvaakatumwa nazvo.”