Surah Al-Araf Verse 79 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafفَتَوَلَّىٰ عَنۡهُمۡ وَقَالَ يَٰقَوۡمِ لَقَدۡ أَبۡلَغۡتُكُمۡ رِسَالَةَ رَبِّي وَنَصَحۡتُ لَكُمۡ وَلَٰكِن لَّا تُحِبُّونَ ٱلنَّـٰصِحِينَ
Nokudaro (Swaalih) akavafuratira, uye akati: “Imi vanhu vangu! Ndakave ndinosvitsa mashoko aTenzi vangu kwamuri, uye ndikakupai yambiro yakanaka asi hamudi vanoyambira zvakanaka.”