وَمَا كَانَ جَوَابَ قَوۡمِهِۦٓ إِلَّآ أَن قَالُوٓاْ أَخۡرِجُوهُم مِّن قَرۡيَتِكُمۡۖ إِنَّهُمۡ أُنَاسٞ يَتَطَهَّرُونَ
Uye havana mhinduro yavakapa kusara kwekuti: “Vaburitsei muguta renyu, zvirokwazvo, ava vanhu vanoda kuzvichenura (kubva muzvitadzo)!”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students