Surah Al-Araf Verse 96 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَلَوۡ أَنَّ أَهۡلَ ٱلۡقُرَىٰٓ ءَامَنُواْ وَٱتَّقَوۡاْ لَفَتَحۡنَا عَلَيۡهِم بَرَكَٰتٖ مِّنَ ٱلسَّمَآءِ وَٱلۡأَرۡضِ وَلَٰكِن كَذَّبُواْ فَأَخَذۡنَٰهُم بِمَا كَانُواْ يَكۡسِبُونَ
Uye dai vanhu vemumadhorobha vakatenda uye nekutya (Allah), zvirokwazvo, dai takavazarurira makomborero kubva kudenga uye nepanyika, asi vakaramba (vatumwa). Nokudaro takavaranga pamusana peizvo zvavaiwana (kusatenda nezvitadzo)