Surah Al-Asr - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
وَٱلۡعَصۡرِ
(Ndinopika) nenguva
Surah Al-Asr, Verse 1
إِنَّ ٱلۡإِنسَٰنَ لَفِي خُسۡرٍ
Zvirokwazvo munhu akarasika
Surah Al-Asr, Verse 2
إِلَّا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّـٰلِحَٰتِ وَتَوَاصَوۡاْ بِٱلۡحَقِّ وَتَوَاصَوۡاْ بِٱلصَّبۡرِ
Kusara kweavo vanotenda (muhumwechete hwaAllah), uye vachiita mabasa akanaka, uye vachikurudzirana chokwadi (kuita mabasa akanaka akatarwa naAllah nekusiya akaipa), uye vachikurudzirana kuva netariro (kutsungirira kubva kumatambudziko anovawana munzira yaAllah)
Surah Al-Asr, Verse 3