Surah Al-Araf Verse 100 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafأَوَلَمۡ يَهۡدِ لِلَّذِينَ يَرِثُونَ ٱلۡأَرۡضَ مِنۢ بَعۡدِ أَهۡلِهَآ أَن لَّوۡ نَشَآءُ أَصَبۡنَٰهُم بِذُنُوبِهِمۡۚ وَنَطۡبَعُ عَلَىٰ قُلُوبِهِمۡ فَهُمۡ لَا يَسۡمَعُونَ
Hazvina kujeka here kune avo vakagara nyika nhaka mushure mevanhu vayo (vaivapo ivo vasati vavapo), kuti dai taida, tingadai takavaparadza nokuda kwezvivi zvavo. Uye tikava tinovhara moyo yavo kuti vasave vanonzwa