أَفَأَمِنُواْ مَكۡرَ ٱللَّهِۚ فَلَا يَأۡمَنُ مَكۡرَ ٱللَّهِ إِلَّا ٱلۡقَوۡمُ ٱلۡخَٰسِرُونَ
Vanonzwa kusununguka here kubva muhurongwa hwaAllah? Hapana anonzwa kusununguka kubva muhurongwa hwaAllah, kusara kweavo vanhu vakarasikirwa
Author: Abdullah J. M. Adini And Students