أَوَأَمِنَ أَهۡلُ ٱلۡقُرَىٰٓ أَن يَأۡتِيَهُم بَأۡسُنَا ضُحٗى وَهُمۡ يَلۡعَبُونَ
Kana kuti vanhu vemumadhorobha vanonzwa kusununguka here kubva mukuuya kwemutongo wedu panguva dzemasikati apo pavanenge vachitamba
Author: Abdullah J. M. Adini And Students