Surah Al-Araf Verse 12 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالَ مَا مَنَعَكَ أَلَّا تَسۡجُدَ إِذۡ أَمَرۡتُكَۖ قَالَ أَنَا۠ خَيۡرٞ مِّنۡهُ خَلَقۡتَنِي مِن نَّارٖ وَخَلَقۡتَهُۥ مِن طِينٖ
(Allah) Vakati: “Chii chakukanganisa kuti usave unopfugama mushure mekunge ndakukomekedza?” Iblees akati: “Ini ndiri nani pane iye (Adam), makava munondisika kubva kumoto, uye iye mukava munomusika kubva kuvhu.”