قَالَ فَٱهۡبِطۡ مِنۡهَا فَمَا يَكُونُ لَكَ أَن تَتَكَبَّرَ فِيهَا فَٱخۡرُجۡ إِنَّكَ مِنَ ٱلصَّـٰغِرِينَ
(Allah) Vakati: “(Iwe Iblees (Dhiyabhorosi)) Dzika pasi kubva mariri (Paradhiso), haisi kodzero yako kuti uve unozvitutumadza mariri. Chibuda, zvirokwazvo uri muboka reavo vakadzikisirwa.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students