Surah Al-Araf Verse 127 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَقَالَ ٱلۡمَلَأُ مِن قَوۡمِ فِرۡعَوۡنَ أَتَذَرُ مُوسَىٰ وَقَوۡمَهُۥ لِيُفۡسِدُواْ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَيَذَرَكَ وَءَالِهَتَكَۚ قَالَ سَنُقَتِّلُ أَبۡنَآءَهُمۡ وَنَسۡتَحۡيِۦ نِسَآءَهُمۡ وَإِنَّا فَوۡقَهُمۡ قَٰهِرُونَ
Madzimambo kubva kuvanhu vaFarawo vakati: “Uchasiya here Musa nevanhu vake vachikonzera nyonga-nyonga panyika, uye vachisiya iwe nanamwari vako?” Akati: “Tichava tinouraya vanakomana vavo, uye tosiya vanasikana vavo, uye tine masimba asingatsiviki pamusoro pavo.”