Surah Al-Araf Verse 128 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالَ مُوسَىٰ لِقَوۡمِهِ ٱسۡتَعِينُواْ بِٱللَّهِ وَٱصۡبِرُوٓاْۖ إِنَّ ٱلۡأَرۡضَ لِلَّهِ يُورِثُهَا مَن يَشَآءُ مِنۡ عِبَادِهِۦۖ وَٱلۡعَٰقِبَةُ لِلۡمُتَّقِينَ
Musa akati kuvanhu vake: “Tsvagai rubatsiro kuna Allah uye mova munotsungirira. Zvirokwazvo, nyika ndeya Allah. Vanoipa senhaka kune uyo wavanoda kubva kuvaranda vavo, uye magumo akanaka ndee avo vanotya Allah.”