Surah Al-Araf Verse 129 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالُوٓاْ أُوذِينَا مِن قَبۡلِ أَن تَأۡتِيَنَا وَمِنۢ بَعۡدِ مَا جِئۡتَنَاۚ قَالَ عَسَىٰ رَبُّكُمۡ أَن يُهۡلِكَ عَدُوَّكُمۡ وَيَسۡتَخۡلِفَكُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَيَنظُرَ كَيۡفَ تَعۡمَلُونَ
Vakati: “Isu (vana veIzirairi) takawirwa (takasangana) nematambudziko usati wauya kwatiri, uye kubva pawakauya kwatiri.” Akati: “Zvimwe Tenzi venyu vangangoparadza vavengi venyu, uye vokuitai vagari venhaka panyika, kuti vaone kuti munoshanda sei.”