وَلَقَدۡ أَخَذۡنَآ ءَالَ فِرۡعَوۡنَ بِٱلسِّنِينَ وَنَقۡصٖ مِّنَ ٱلثَّمَرَٰتِ لَعَلَّهُمۡ يَذَّكَّرُونَ
Uye zvirokwazvo takava tinorwadzisa vanhu vaFarawo nemakore enzara, nekushomeka kwemichero (zvirimwa), kuti zvimwe vangarangarira
Author: Abdullah J. M. Adini And Students