Surah Al-Araf Verse 137 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَأَوۡرَثۡنَا ٱلۡقَوۡمَ ٱلَّذِينَ كَانُواْ يُسۡتَضۡعَفُونَ مَشَٰرِقَ ٱلۡأَرۡضِ وَمَغَٰرِبَهَا ٱلَّتِي بَٰرَكۡنَا فِيهَاۖ وَتَمَّتۡ كَلِمَتُ رَبِّكَ ٱلۡحُسۡنَىٰ عَلَىٰ بَنِيٓ إِسۡرَـٰٓءِيلَ بِمَا صَبَرُواْۖ وَدَمَّرۡنَا مَا كَانَ يَصۡنَعُ فِرۡعَوۡنُ وَقَوۡمُهُۥ وَمَا كَانُواْ يَعۡرِشُونَ
Uye takaita kuti vanhu vaitorwa sendonda kuti vave vanogara nhaka zvidimbu zvenzvimbo yekumabvazuva nezvekumadokero zvatakava tinokomborera. Uye shoko raTenzi vako rakajeka rakazadzikiswa kuvana vaIzirairi, nokuda kwekutsungirira kwavo. Uye takaparadza zvachose mabasa makuru ose nezvivakwa zvakanga zvamiswa naFarawo nevanhu vake