Surah Al-Araf Verse 138 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَجَٰوَزۡنَا بِبَنِيٓ إِسۡرَـٰٓءِيلَ ٱلۡبَحۡرَ فَأَتَوۡاْ عَلَىٰ قَوۡمٖ يَعۡكُفُونَ عَلَىٰٓ أَصۡنَامٖ لَّهُمۡۚ قَالُواْ يَٰمُوسَى ٱجۡعَل لَّنَآ إِلَٰهٗا كَمَا لَهُمۡ ءَالِهَةٞۚ قَالَ إِنَّكُمۡ قَوۡمٞ تَجۡهَلُونَ
Uye takava tinoyambutsa vana vaIzirairi gungwa (mune zvakanaka), uye vakauya pane vanhu vakanga vakazvipira kuzvimwe zvidhori zvavo (mukunamata). Vakati: “Iwe Musa! Tigadzirire chimwari sezvimwari zvavanazvo.” (Musa) Akati: “Zvirokwazvo, muri vanhu vasingazivi (Hukuru hwaAllah nezvakamanikidzirwa kwamuri).”