Surah Al-Araf Verse 141 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَإِذۡ أَنجَيۡنَٰكُم مِّنۡ ءَالِ فِرۡعَوۡنَ يَسُومُونَكُمۡ سُوٓءَ ٱلۡعَذَابِ يُقَتِّلُونَ أَبۡنَآءَكُمۡ وَيَسۡتَحۡيُونَ نِسَآءَكُمۡۚ وَفِي ذَٰلِكُم بَلَآءٞ مِّن رَّبِّكُمۡ عَظِيمٞ
Uye (rangarirai) patakakununurai kubva kune vanhu vaFarawo, avo vaikushungurudzai nemutongo wakaipisisa, vachiuraya vanakomana venyu uye vachisiya vanasikana venyu vari vapenyu. Uye mazviri maive nemuedzo mukuru kubva kuna Tenzi venyu