Surah Al-Araf Verse 142 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Araf۞وَوَٰعَدۡنَا مُوسَىٰ ثَلَٰثِينَ لَيۡلَةٗ وَأَتۡمَمۡنَٰهَا بِعَشۡرٖ فَتَمَّ مِيقَٰتُ رَبِّهِۦٓ أَرۡبَعِينَ لَيۡلَةٗۚ وَقَالَ مُوسَىٰ لِأَخِيهِ هَٰرُونَ ٱخۡلُفۡنِي فِي قَوۡمِي وَأَصۡلِحۡ وَلَا تَتَّبِعۡ سَبِيلَ ٱلۡمُفۡسِدِينَ
Uye takava tinotarira (kutemera) Musa makumi matatu ehusiku, uye takapamhidzira gumi (pamusoro), uye akazadzikisa nguva yakatarwa naTenzi vake yemakumi mana ehusiku. Uye Musa akati kuna mukoma vake Aroni: “Nditsive pavanhu vangu, uye shanda nenzira yakanaka (nekukurudzira vanhu kuteerera Allah nekuvanamata vari voga), uye usave unotevedzera nzira yeavo vanokonzera nyonga-nyonga.”