Surah Al-Araf Verse 148 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَٱتَّخَذَ قَوۡمُ مُوسَىٰ مِنۢ بَعۡدِهِۦ مِنۡ حُلِيِّهِمۡ عِجۡلٗا جَسَدٗا لَّهُۥ خُوَارٌۚ أَلَمۡ يَرَوۡاْ أَنَّهُۥ لَا يُكَلِّمُهُمۡ وَلَا يَهۡدِيهِمۡ سَبِيلًاۘ ٱتَّخَذُوهُ وَكَانُواْ ظَٰلِمِينَ
Uye vanhu vaMusa paakanga asipo, vakagadzira kubva muzvishongedzo zvavo chimufananidzo chemhuru (chekunamata). Chaiva nemuririro (kunge chaikuma). Vaisaona here kuti chaisataura navo kana kuvatungamirira kunzira (yakatwasuka)? Vakachitora (kuti vachinamate) uye vaiva vatadzi