Surah Al-Araf Verse 149 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَلَمَّا سُقِطَ فِيٓ أَيۡدِيهِمۡ وَرَأَوۡاْ أَنَّهُمۡ قَدۡ ضَلُّواْ قَالُواْ لَئِن لَّمۡ يَرۡحَمۡنَا رَبُّنَا وَيَغۡفِرۡ لَنَا لَنَكُونَنَّ مِنَ ٱلۡخَٰسِرِينَ
Uye pavakademba nekuona kuti vakanga varasika, (vakakumbira ruregerero) vakati: “Kana Tenzi vedu vakasatinzwira tsitsi nekutiregerera, zvirokwazvo, tichava vanhu vakarasikirwa.”