قَالَ رَبِّ ٱغۡفِرۡ لِي وَلِأَخِي وَأَدۡخِلۡنَا فِي رَحۡمَتِكَۖ وَأَنتَ أَرۡحَمُ ٱلرَّـٰحِمِينَ
Musa (akati): Imi Tenzi vangu! Ivai munondiregerera nemukoma wangu, uye mova munotiisa mutsitsi dzenyu, nokuti ndimi mune tsitsi dzakanyanya pane avo vanoratidza tsitsi.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students