Surah Al-Araf Verse 155 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَٱخۡتَارَ مُوسَىٰ قَوۡمَهُۥ سَبۡعِينَ رَجُلٗا لِّمِيقَٰتِنَاۖ فَلَمَّآ أَخَذَتۡهُمُ ٱلرَّجۡفَةُ قَالَ رَبِّ لَوۡ شِئۡتَ أَهۡلَكۡتَهُم مِّن قَبۡلُ وَإِيَّـٰيَۖ أَتُهۡلِكُنَا بِمَا فَعَلَ ٱلسُّفَهَآءُ مِنَّآۖ إِنۡ هِيَ إِلَّا فِتۡنَتُكَ تُضِلُّ بِهَا مَن تَشَآءُ وَتَهۡدِي مَن تَشَآءُۖ أَنتَ وَلِيُّنَا فَٱغۡفِرۡ لَنَا وَٱرۡحَمۡنَاۖ وَأَنتَ خَيۡرُ ٱلۡغَٰفِرِينَ
Uye Musa akasarudza varume makumi manomwe kubva muvanhu vake, panguva yedu uye nenzvimbo yokusanganirana. Uye pavakava vanovingwa nokundengendeka kwenyika akati: “Imi Tenzi vangu! Dai manga muchida, mungadai makavaparadza kumashure ivo neni wacho. Mungatiparadze here nokuda kwemabasa evakaipa pakati pedu? Kuedza kwenyu chete kunoita kuti vamunoda varasike, uye kutungamiririra avo vamunoda. Muri muchengei wedu, naizvozvo tiregererei uye mova netsitsi kwatiri, nokuti ndimi muregereri akanakisisa pane avo vanoregerera.”