Surah Al-Araf Verse 156 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Araf۞وَٱكۡتُبۡ لَنَا فِي هَٰذِهِ ٱلدُّنۡيَا حَسَنَةٗ وَفِي ٱلۡأٓخِرَةِ إِنَّا هُدۡنَآ إِلَيۡكَۚ قَالَ عَذَابِيٓ أُصِيبُ بِهِۦ مَنۡ أَشَآءُۖ وَرَحۡمَتِي وَسِعَتۡ كُلَّ شَيۡءٖۚ فَسَأَكۡتُبُهَا لِلَّذِينَ يَتَّقُونَ وَيُؤۡتُونَ ٱلزَّكَوٰةَ وَٱلَّذِينَ هُم بِـَٔايَٰتِنَا يُؤۡمِنُونَ
“Uye motinyorerawo zvakanaka pano panyika, uye nemuhupenyu hwunotevera. Zvirokwazvo, tave tinotarisa kwamuri.” Vakati (Allah): “Mutongo wangu ndichauunza kune uyo wandinoda uye tsitsi dzangu dzinobvumbatira zvinhu zvose. Ndichava ndinodzinyorera (nyasha) kune avo vanotya (Allah), uye vachipa Zakaah (Zvipo kuvarombo); uye avo vanotenda muzviratidzo zvedu;”