Surah Al-Araf Verse 171 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Araf۞وَإِذۡ نَتَقۡنَا ٱلۡجَبَلَ فَوۡقَهُمۡ كَأَنَّهُۥ ظُلَّةٞ وَظَنُّوٓاْ أَنَّهُۥ وَاقِعُۢ بِهِمۡ خُذُواْ مَآ ءَاتَيۡنَٰكُم بِقُوَّةٖ وَٱذۡكُرُواْ مَا فِيهِ لَعَلَّكُمۡ تَتَّقُونَ
Uye (rangarirai) patakavasimudzira gomo sekunge raive gore dema pamusoro pavo sekunge chipfugidzo, uye vakafungidzira kuti pamwe rinovawira. (Takati): “Batisisai pane izvo zvatakupai (Torah), uye morangarira zviri mariri, kuti muve munotya Allah nekuvateerera.”