Surah Al-Araf Verse 188 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقُل لَّآ أَمۡلِكُ لِنَفۡسِي نَفۡعٗا وَلَا ضَرًّا إِلَّا مَا شَآءَ ٱللَّهُۚ وَلَوۡ كُنتُ أَعۡلَمُ ٱلۡغَيۡبَ لَٱسۡتَكۡثَرۡتُ مِنَ ٱلۡخَيۡرِ وَمَا مَسَّنِيَ ٱلسُّوٓءُۚ إِنۡ أَنَا۠ إِلَّا نَذِيرٞ وَبَشِيرٞ لِّقَوۡمٖ يُؤۡمِنُونَ
Iti (Muhammad (SAW)): “Handina kana simba rekubetsera kana kurwadzisa pachangu, asi kunze kwekuti kana Allah vachida. Dai ndaiva noruzivo rwezvisingaoneki ndaiunganidza hupfumi hwakawanda, uye hapana chakaipa chaindiwana. Ndinongori muyambiri chete, uye muunzi wezvakanaka kune avo vanotenda.”