Surah Al-Araf Verse 195 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafأَلَهُمۡ أَرۡجُلٞ يَمۡشُونَ بِهَآۖ أَمۡ لَهُمۡ أَيۡدٖ يَبۡطِشُونَ بِهَآۖ أَمۡ لَهُمۡ أَعۡيُنٞ يُبۡصِرُونَ بِهَآۖ أَمۡ لَهُمۡ ءَاذَانٞ يَسۡمَعُونَ بِهَاۗ قُلِ ٱدۡعُواْ شُرَكَآءَكُمۡ ثُمَّ كِيدُونِ فَلَا تُنظِرُونِ
Vane makumbo here avanofamba nawo? Kana kuti vane maoko here avanobata nawo? Kana kuti vane maziso here avanoona nawo? Kana kuti vane nzeve here dzavanonzwa nadzo? Iti (Muhammad (SAW)): “Daidzai shamwari dzenyu dzamunosanganisa naAllah uye mondirongera (zvakaipa), uye musandipa nguva!”