إِنَّ وَلِـِّۧيَ ٱللَّهُ ٱلَّذِي نَزَّلَ ٱلۡكِتَٰبَۖ وَهُوَ يَتَوَلَّى ٱلصَّـٰلِحِينَ
“Zvirokwazvo, muchengeti wangu ndiAllah avo vakadzikisa Bhuku (Qur’aan), uye ndivo vanochengeta avo vanoita mabasa akanaka.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students