كِتَٰبٌ أُنزِلَ إِلَيۡكَ فَلَا يَكُن فِي صَدۡرِكَ حَرَجٞ مِّنۡهُ لِتُنذِرَ بِهِۦ وَذِكۡرَىٰ لِلۡمُؤۡمِنِينَ
Iri Gwaro (Qur’aan) rakadzikiswa kwauri (Muhammad (SAW)), naizvozvo usava nekushushikana mukati memoyo wako kubva mariri, kuti uve unoyambira (vanhu) naro, uye iyeuchidzo kune vanotenda
Author: Abdullah J. M. Adini And Students