Surah Al-Araf Verse 3 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafٱتَّبِعُواْ مَآ أُنزِلَ إِلَيۡكُم مِّن رَّبِّكُمۡ وَلَا تَتَّبِعُواْ مِن دُونِهِۦٓ أَوۡلِيَآءَۗ قَلِيلٗا مَّا تَذَكَّرُونَ
Iti Muhammad (SAW) kuvanamati vezvidhori): “Teverai zvakadzikiswa kwamuri kubva kuna Tenzi venyu (Qur’aan ne Sunnah), uye musave munotevera maAwliya (avo vanokukurudzirai kuti muve munosanganisa Allah nezvimwe zvinhu pakunamata) kusara kwavo (Allah). Zvishoma ndizvo zvamunorangarira!”