وَكَم مِّن قَرۡيَةٍ أَهۡلَكۡنَٰهَا فَجَآءَهَا بَأۡسُنَا بَيَٰتًا أَوۡ هُمۡ قَآئِلُونَ
Uye madhorobha mangani atakaparadza (nekuda kwezvivi zvavo)? Mutongo wedu wakauya kwavari usiku kana kuti varere nguva dzemasikati
Author: Abdullah J. M. Adini And Students