Surah Al-Araf Verse 71 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالَ قَدۡ وَقَعَ عَلَيۡكُم مِّن رَّبِّكُمۡ رِجۡسٞ وَغَضَبٌۖ أَتُجَٰدِلُونَنِي فِيٓ أَسۡمَآءٖ سَمَّيۡتُمُوهَآ أَنتُمۡ وَءَابَآؤُكُم مَّا نَزَّلَ ٱللَّهُ بِهَا مِن سُلۡطَٰنٖۚ فَٱنتَظِرُوٓاْ إِنِّي مَعَكُم مِّنَ ٱلۡمُنتَظِرِينَ
(Hud) Akati: “Marwadzo uye kutsamwa kwave kunokuwirai kubva kuna Tenzi venyu. Munopokana neni here pamusoro pemazita amakadoma, imi nemadzibaba enyu, zvisina mvumo kubva kuna Allah? Naizvozvo mirirai, ndinemi pane avo vanomirira.”