Surah Al-Araf Verse 70 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالُوٓاْ أَجِئۡتَنَا لِنَعۡبُدَ ٱللَّهَ وَحۡدَهُۥ وَنَذَرَ مَا كَانَ يَعۡبُدُ ءَابَآؤُنَا فَأۡتِنَا بِمَا تَعِدُنَآ إِن كُنتَ مِنَ ٱلصَّـٰدِقِينَ
Vakati: “Wauya kwatiri kuti tive tinonamata Allah voga uye tosiya izvo zvainamatwa nemadzibaba edu here? Saka tiunzire izvo zvauri kutivimbisa kana uri mumwe wevanotaura chokwadi.”