Surah Al-Araf Verse 86 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَلَا تَقۡعُدُواْ بِكُلِّ صِرَٰطٖ تُوعِدُونَ وَتَصُدُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ مَنۡ ءَامَنَ بِهِۦ وَتَبۡغُونَهَا عِوَجٗاۚ وَٱذۡكُرُوٓاْ إِذۡ كُنتُمۡ قَلِيلٗا فَكَثَّرَكُمۡۖ وَٱنظُرُواْ كَيۡفَ كَانَ عَٰقِبَةُ ٱلۡمُفۡسِدِينَ
“Uye musava munogara munzira dzose, mutyityidzira uye muchidzivirira kubva munzira yaAllah avo vanotenda mavari, uye muchitsvaga nzira dzokuiipisa. Uye rangarirai pamakanga muri vashoma, uye vakakuitai kuti muwande. Uye cherechedzai kuti akange akaita sei magumo eavo vaiita huori (zvakaipa, mhirizhonga).”