Surah Al-Araf Verse 88 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Araf۞قَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ ٱسۡتَكۡبَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ لَنُخۡرِجَنَّكَ يَٰشُعَيۡبُ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مَعَكَ مِن قَرۡيَتِنَآ أَوۡ لَتَعُودُنَّ فِي مِلَّتِنَاۚ قَالَ أَوَلَوۡ كُنَّا كَٰرِهِينَ
Madzimambo eavo vaizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati: “Zvirokwazvo, tichakudzinga, iwe Shuaib, pamwechete neavo vakatenda newe kubva mudhorobha redu, kana kuti zvirokwazvo muchava munodzokera kuchitendero chedu.” Akati: “Kunyange tichizvivenga?”