Surah Al-Araf Verse 89 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَدِ ٱفۡتَرَيۡنَا عَلَى ٱللَّهِ كَذِبًا إِنۡ عُدۡنَا فِي مِلَّتِكُم بَعۡدَ إِذۡ نَجَّىٰنَا ٱللَّهُ مِنۡهَاۚ وَمَا يَكُونُ لَنَآ أَن نَّعُودَ فِيهَآ إِلَّآ أَن يَشَآءَ ٱللَّهُ رَبُّنَاۚ وَسِعَ رَبُّنَا كُلَّ شَيۡءٍ عِلۡمًاۚ عَلَى ٱللَّهِ تَوَكَّلۡنَاۚ رَبَّنَا ٱفۡتَحۡ بَيۡنَنَا وَبَيۡنَ قَوۡمِنَا بِٱلۡحَقِّ وَأَنتَ خَيۡرُ ٱلۡفَٰتِحِينَ
“Zvirokwazvo tinenge tagadzira manyepo pamusoro paAllah kana tikadzokera kuchitendero chenyu, mushure mekunge Allah vatinunura kubva machiri (chitendero). Uye hazvisi zvedu kuti tive tinodzokera kwachiri kunze kwekuti Allah, Tenzi vedu, vachida. Tenzi vedu vane ruzivo rwezvose (ruzivo rwavo rwunokunda zvose). Kuna Allah tinoisa vimbo yedu. Tenzi vedu! Tongai pakati pedu nevanhu vedu muchokwadi, uye muri pamusoro peavo vanopa mutongo.”