وَقَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ لَئِنِ ٱتَّبَعۡتُمۡ شُعَيۡبًا إِنَّكُمۡ إِذٗا لَّخَٰسِرُونَ
Madzimambo eavo vaisatenda kubva muvanhu vake vakati (kuvanhu vavo): “Mukatevera Shuaib, zvirokwazvo, muchava vanhu vakarasikirwa!”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students