Surah Al-Araf Verse 93 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafفَتَوَلَّىٰ عَنۡهُمۡ وَقَالَ يَٰقَوۡمِ لَقَدۡ أَبۡلَغۡتُكُمۡ رِسَٰلَٰتِ رَبِّي وَنَصَحۡتُ لَكُمۡۖ فَكَيۡفَ ءَاسَىٰ عَلَىٰ قَوۡمٖ كَٰفِرِينَ
Zvakare (Shuaib) akavafuratira, uye akati: “Imi vanhu vangu! Ndakave zvirokwazvo ndinosvitsa mashoko aTenzi vangu kwamuri uye ndakave ndinokuyambirai. Naizvozvo ndingashushikane sei neavo vanhu vasingatendi.”