Surah Al-Araf Verse 94 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَمَآ أَرۡسَلۡنَا فِي قَرۡيَةٖ مِّن نَّبِيٍّ إِلَّآ أَخَذۡنَآ أَهۡلَهَا بِٱلۡبَأۡسَآءِ وَٱلضَّرَّآءِ لَعَلَّهُمۡ يَضَّرَّعُونَ
Uye hatina kutumira muporofita kudhorobha ripi zvaro (vakave vanomuramba), kusara kwekuti takavaranga vanhu varo kuburikidza nenhamo yakanyanyisa uye kurasikirwa neutano, kuti zvimwe vangazvininipise pachezvavo (uye vokumbira ruregerero kuna Allah)